Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 5:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Muprista mukuru mumwe nomumwe anosarudzwa kubva pakati pavanhu uye anogadzwa kuti avamiririre pazvinhu zvaMwari, kuti ape zvipo nezvibayiro pamusoro pezvivi.

2. Anogona kunzwira tsitsi vaya vasingazivi uye navaya vari kutsauka, sezvo iye pachake ari pasi poutera.

3. Ndokusaka achifanira kupa zvibayiro zvezvivi zvake, pamwe chete nezvezvivi zvavanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 5