Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 4:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hakuna chisikwa chakavanzika pamberi paMwari. Zvinhu zvose zviri pachena uye zvakafukurwa pameso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 4

Maonero Vahebheru 4:13 akapoteredza