Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ko, isu tichapunyuka sei kana tisina hanya noruponeso rwakakura zvakadai? Ruponeso urwu rwakatanga kuziviswa naIshe, rwakasimbiswa kwatiri naavo vakamunzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 2

Maonero Vahebheru 2:3 akapoteredza