Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 13:22-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

22. Hama dzangu ndinokurayirai kuti mutende shoko rangu rokurayira, nokuti ndakunyorerai tsamba duku.

23. Ndinoda kuti muzive kuti hama yedu Timoti akasunungurwa. Kana akakurumidza kusvika, ndichauya naye kuzokuonai.

24. Kwazisai vatungamiri venyu vose uye navanhu vose vaMwari. VokuItaria vanokukwazisai.

25. Nyasha ngadzive nemi mose.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 13