Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 11:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokutenda Abhurahama, akati adanwa kuti aende kunzvimbo iyo yaaizogamuchira kuti ive nhaka yake, akateerera uye akaenda, kunyange zvazvo akanga asingazivi kwaaienda.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 11

Maonero Vahebheru 11:8 akapoteredza