Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 11:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokutenda Abheri akapa Mwari chibayiro chiri nani pane chaKaini. Nokutenda akapupurirwa kuti akanga ari munhu akarurama, Mwari paakataura zvakanaka pamusoro pezvipo zvake. Uye nokutenda achiri kutaura nazvino kunyange zvake akafa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 11

Maonero Vahebheru 11:4 akapoteredza