Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 11:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakadzi vakagamuchirazve vakanga vafa vavo vamutswa kuti vave vapenyu zvakare. Vamwe vakatambudzwa uye vakaramba kusunungurwa, kuitira kuti vagozopiwa kumuka kuri nani pakunaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 11

Maonero Vahebheru 11:35 akapoteredza