Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 11:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

vakakunda ushe nokutenda, vakatonga nokururamisira, uye vakawana zvakanga zvavimbiswa; vakadzivira miromo yeshumba,

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 11

Maonero Vahebheru 11:33 akapoteredza