Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 11:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokutenda Abhurahama, kunyange zvake akanga apfuura zera, uye Sara pachake akanga asingabereki, akapiwa simba rokuva baba, nokuti akati iye akamupikira akatendeka.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 11

Maonero Vahebheru 11:11 akapoteredza