Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 10:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakutanga akati, “Zvibayiro nezvipiriso, zvipiriso zvinopiswa, nezvipiriso zvezvivi hamuna kuzvida, kana kufadzwa nazvo” (kunyange zvazvo murayiro waida kuti zviitwe).

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 10

Maonero Vahebheru 10:8 akapoteredza