Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 10:23-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Ngatibatisisei tisingazungunuswi tariro yatinopupura, nokuti iye akapikira akatendeka.

24. Uye ngatirangarirei kuti tingakurudzirana sei kuti tive norudo namabasa akanaka.

25. Tisarega kuungana sezvinoita vamwe, asi tikurudzirane, zvikuru sei sezvamunoona kuti Zuva roswedera.

26. Nokuti kana tikaramba tichitadza tichida, kana takambogamuchira ruzivo rwechokwadi, hakuchisinazve chimwe chibayiro chezvivi,

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 10