Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vagaratia 6:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Avo vanoda kuzviratidza kuti vakanaka nechokunze vanoedza kukumanikidzai kuti mudzingiswe. Vanongoita izvi kuti varege kutambudzwa nokuda kwomuchinjikwa waKristu.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 6

Maonero Vagaratia 6:12 akapoteredza