Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vagaratia 6:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hama dzangu, kana mumwe akabatwa ari muchivi, imi vari mumweya munofanira kumudzora nounyoro. Asi muzvingwarire pachenyu, kuti murege kuedzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 6

Maonero Vagaratia 6:1 akapoteredza