Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vagaratia 5:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hama dzangu, kana ndichiri kuparidza nezvokudzingiswa, ko, ndichiri kutambudzirwei hangu? Naizvozvo kugumbusa kwomuchinjikwa kwabviswa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 5

Maonero Vagaratia 5:11 akapoteredza