Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vagaratia 5:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Kristu akatisunungura kuti tive vakasununguka. Zvino, mirai nesimba, uye murege kuzviremedza zvakare nejoko routapwa.

2. Batai mashoko angu! Ini, Pauro, ndinokuudzai kuti kana muchidzingiswa, Kristu haachakosheswi kwamuri napaduku.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 5