Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vagaratia 3:24-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

24. Saka murayiro wakaiswa kuti utitungamirire kuna Kristu kuitira kuti tigoshayirwa mhosva nokutenda.

25. Zvino kutenda zvakwasvika, hatichisiri pasi pomurayiro.

26. Imi mose muri vanakomana vaMwari kubudikidza nokutenda muna Kristu Jesu,

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 3