Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vagaratia 3:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvandinoreva ndezvizvi: Murayiro, wakaziviswa mushure mamakore mazana mana ana makumi matatu, haungakonesi sungano yakasimbiswa kare naMwari uye nokudaro uchibvisa chipikirwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 3

Maonero Vagaratia 3:17 akapoteredza