Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vagaratia 2:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye tinoziva kuti munhu haashayirwi mhosva nokuchengeta murayiro, asi nokutenda muna Jesu Kristu. Saka nesuwo, takaisa kutenda kwedu muna Kristu Jesu kuti tishayirwe mhosva nokutenda muna Kristu, uye kwete nokuchengeta murayiro, nokuti hakuna munhu achashayirwa mhosva nokuchengeta murayiro.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 2

Maonero Vagaratia 2:16 akapoteredza