Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vagaratia 2:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakati ndaona kuti vakanga vasingafambi muchokwadi chevhangeri, ndakati kuna Petro pamberi pavo vose, “Iwe uri muJudha, asi unoda kurarama somuHedheni, kwete somuJudha. Seiko, zvino, uchimanikidza vaHedheni kuti vatevere tsika dzechiJudha?

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 2

Maonero Vagaratia 2:14 akapoteredza