Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vagaratia 1:20-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

20. Ndinotaura chokwadi pamberi paMwari kuti zvandinokunyorerai izvi hadzisi nhema.

21. Pashure ndakaenda kuSiria nokuSirisia.

22. Ndakanga ndisingazikanwi pachiso kukereke dzeJudhea dziri muna Kristu.

23. Vakangonzwa zvakaziviswa bedzi zvokuti, “Munhu uya aititambudza kare ava kuparidza zvino kutenda kuya kwaakanga achiedza kuparadza.”

24. Uye vakarumbidza Mwari nokuda kwangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 1