Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vagaratia 1:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, ndiri kuedza kuzviratidza kuvanhu here kana kuti kuna Mwari? Kana kuti ndiri kuedza kufadza vanhu here? Dai ndakanga ndichiri kuedza kufadza vanhu, ndingadai ndisiri muranda waKristu.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 1

Maonero Vagaratia 1:10 akapoteredza