Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vafiripi 4:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hongu, uye ndinokukumbira iwe wakatendeka musungwa pamwe chete neni pajoko, batsira vakadzi ava vakarwa pamwe chete neni mubasa revhangeri, pamwe chete naKiremendi uye navamwe vose vakabata basa pamwe chete neni, mazita avo ari mubhuku roupenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 4

Maonero Vafiripi 4:3 akapoteredza