Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vafiripi 4:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinoziva kuti kushayiwa chii, uye ndinoziva kuva nezvakawanda. Ndakadzidza chakavanzika chokugutsikana mune zvipi zvazvo uye mumamiriro ose zvawo, kungava kuguta kana kunzwa nzara, kana kuva nezvakawanda kana kushayiwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 4

Maonero Vafiripi 4:12 akapoteredza