Uye akati awanikwa ane chimiro chomunhu,akazvininipisa uye akateerera kusvikira pakufa,kunyange rufu pamuchinjikwa.