Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vafiripi 2:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ndinofunga kuti zvakafanira kuti nditumirezve kwamuri Epafrodhito, hama yangu, mubati pamwe chete neni uye murwi pamwe chete neni, iye nhume yenyuwo, wamakatuma kuti azoona nezvokushayiwa kwangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 2

Maonero Vafiripi 2:25 akapoteredza