Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vaefeso 3:20-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

20. Zvino iye anogona kuita zvikuru zvisingagoni kuyerwa kupfuura zvose zvatingakumbira kana kufunga, maererano nesimba rake riri kushanda mukati medu,

21. ngaave nokubwinya mukereke uye muna Kristu Jesu kumarudzi namarudzi, nokusingaperi-peri! Ameni.

Verenga chitsauko zvakakwana Vaefeso 3