Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vaefeso 3:11-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

11. maererano nevavariro yake isingaperi yaakakwanisa muna Kristu Jesu Ishe wedu.

12. Maari uye kubudikidza nokutenda kwaari tigone kusvika kuna Mwari takasununguka uye tisingatyi.

13. Naizvozvo, ndinokukumbirai, kuti murege kuora mwoyo nokuda kwamatambudziko angu nokuda kwenyu, ndiko kukudzwa kwenyu.

14. Nokuda kwaizvozvi, ndinopfugama namabvi pamberi paBaba,

Verenga chitsauko zvakakwana Vaefeso 3