Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vaefeso 2:3-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. Isu tose taigara pakati pavo pane imwe nguva, tichikudza kuchiva kwenyama yedu yezvivi uye tichitevera zvido zvedu nezvataifunga. Sezvakangoita vamwe vose, pakuzvarwa kwedu takanga tiri vana vokutsamwirwa.

4. Asi nokuda kworudo rwake rukuru kwatiri, Mwari, iye akapfuma pangoni,

5. akatiita vapenyu muna Kristu kunyange zvedu takanga takafa mukudarika kwedu, makaponeswa nenyasha.

6. Uye Mwari akatimutsa pamwe chete naKristu akatigarisa muchadenga muna Kristu Jesu,

Verenga chitsauko zvakakwana Vaefeso 2