Testamende Yekare

Testamende Itsva

Tito 2:5-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

5. kuti vave vanozvidzora uye vakachena, vanoshanda kumba, vave vanyoro uye kuti vazviise pasi pavarume vavo, kuitira kuti pashayikwe angazvidza shoko raMwari.

6. Zvimwe chetezvo, kurudzira majaya kuti azvidzore.

7. Pazvinhu zvose iwe uvaratidze somuenzaniso nokuita zvakanaka. Pakudzidzisa kwako udzidzise zvakakwana, uchirevesa

Verenga chitsauko zvakakwana Tito 2