Testamende Yekare

Testamende Itsva

Tito 2:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. akazvipa nokuda kwedu kuti atidzikinure kubva pakuipa kwose, nokuzvinatsira vanhu vari vake chaivo, vanoshingaira kuita zvinhu zvakanaka.

15. Zvino, izvi ndizvo zvinhu zvaunofanira kudzidzisa. Kurudzira uye utsiure nesimba rose. Ngakurege kuva nomunhu anokuzvidza.

Verenga chitsauko zvakakwana Tito 2