Testamende Yekare

Testamende Itsva

Tito 2:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Unofanira kudzidzisa zviri maererano nedzidziso yakarurama.

2. Dzidzisa varume vakuru kuti vave vanozvibata, vakafanira kukudzwa, vanozvidzora, uye vakarurama pakutenda naparudo uye nomukutsungirira.

3. Saizvozvowo, dzidzisa vakadzi vakuru kuti vave nomufambiro wakafanira, vasingacheri, kana kuda waini zhinji, asi kuti vadzidzise zvakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Tito 2