Testamende Yekare

Testamende Itsva

Tito 2:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Unofanira kudzidzisa zviri maererano nedzidziso yakarurama.

2. Dzidzisa varume vakuru kuti vave vanozvibata, vakafanira kukudzwa, vanozvidzora, uye vakarurama pakutenda naparudo uye nomukutsungirira.

Verenga chitsauko zvakakwana Tito 2