Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 9:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Jesu akati aunganidza vadzidzi vake pamwe chete, akavapa simba nechikuriri kuti vadzinge madhimoni nokuporesa zvirwere,

2. akavatuma kuti vandoparidza umambo hwaMwari nokuporesa vairwara.

3. Akavarayira akati, “Musatakura chinhu parwendo, mudonzvo, kana hombodo, kana chingwa, kana mari, kana imwe nguo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 9