Asi imwe mbeu yakawira pavhu rakanaka. Yakamera ikabereka zvibereko, zvakapetwa kazana pane zvakanga zvadyarwa.”Akati ataura izvi, akadanidzira akati, “Ane nzeve dzokunzwa, ngaanzwe.”