Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 8:55-56 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

55. Mweya wake wakadzokera maari, pakarepo akasimuka. Ipapo Jesu akavarayira kuti vamupe zvokudya.

56. Vabereki vake vakashamiswa, asi akavarayira kuti vasaudze munhu zvakanga zvaitika.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 8