Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 8:49 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu achiri kutaura, mumwe aibva kumba kwaJairosi, mubati wesinagoge, akasvika akati, “Mwanasikana wenyu afa. Chiregai henyu kuramba muchinetsa mudzidzisi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 8

Maonero Ruka 8:49 akapoteredza