Akanga asiri kure nomusha pakatumwa shamwari nomukuru wezana kuti dzindoti kwaari,“Ishe, musazvinetsa zvenyu, nokuti handina kukodzera kuti imi mupinde mumba mangu.