Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 5:38-39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

38. Kwete, waini itsva inofanira kudirwa mumaguchi amatehwe matsva.

39. Uye hakuna munhu anoti ambonwa waini tsaru ozoda waini itsva, nokuti anoti, ‘Tsaru iri nani.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 5