Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 5:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akavaudza mufananidzo uyu akati, “Hakuna munhu anobvarura chigamba kubva panguo itsva achichisonera panguo tsaru. Kana akadaro, anenge abvarura nguo itsva, uye chigamba chinobva panguo itsva hachibatsiri panguo tsaru.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 5

Maonero Ruka 5:36 akapoteredza