Asi vaFarisi navadzidzisi vomurayiro vakanga vari veboka ravo vakagunun'una vakati kuvadzidzi vake, “Seiko muchidya navateresi navatadzi?”