Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 5:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati achiri mune rimwe ramaguta, mumwe murume akanga azere namaperembudzi akauya. Iye akati achiona Jesu, akawira pasi nechiso chake akamukumbira zvikuru achiti, “Ishe, kana muchida imi, munogona kundinatsa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 5

Maonero Ruka 5:12 akapoteredza