Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 3:23-38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Zvino Jesu pachake akanga ava namakore anenge makumi matatu paakatanga ushumiri hwake. Akanga ari mwanakomana, sokuonekwa kwazvo, waJosefa,mwanakomana waHeri,

24. mwanakomana waMatati,mwanakomana waRevhi,mwanakomana waMereki,mwanakomana waJani,mwanakomana waJosefa,

25. mwanakomana waMatatiasi,mwanakomana waAmosi,mwanakomana waNahumi,mwanakomana waEsiri,mwanakomana waNagai,

26. mwanakomana waMaati,mwanakomana waMatatiasi,mwanakomana waSemeini,mwanakomana waJoseki,mwanakomana waJodha,

27. mwanakomana waJoanani,mwanakomana waResa,mwanakomana waZerubhabheri,mwanakomana waShearitieri,mwanakomana waNeri,

28. mwanakomana waMereki,mwanakomana waAdhi,mwanakomana waKosamu,mwanakomana waErimadhami,mwanakomana waEri,

29. mwanakomana waJoshua,mwanakomana waEriezeri,mwanakomana waJerimi,mwanakomana waMatati,mwanakomana waRevhi,

30. mwanakomana waSimeoni,mwanakomana waJudha,mwanakomana waJosefa,mwanakomana waJonami,mwanakomana waEriakimi,

31. mwanakomana waMerea,mwanakomana waMena,mwanakomana waMatata,mwanakomana waNatani,mwanakomana waDhavhidhi,

32. mwanakomana waJese,mwanakomana waSarumoni,mwanakomana waNahashoni,

33. mwanakomana waAminadhabhi,mwanakomana waRami,mwanakomana waHezironi,mwanakomana waPerezi,mwanakomana waJudha,

34. mwanakomana waJakobho,mwanakomana waIsaka,mwanakomana waAbhurahama,mwanakomana waTera,mwanakomana waNahori,

35. mwanakomana waSerugi,mwanakomana waReu,mwanakomana waPeregi,mwanakomana waEbha,mwanakomana waShera,

36. mwanakomana waKainani,mwanakomana waArifasadhi,mwanakomana waShamu,mwanakomana waNoa,mwanakomana waRameki,

37. mwanakomana waMetusera,mwanakomana waEnoki,mwanakomana waJaredhi,mwanakomana waMaharareri,mwanakomana waKenani,

38. mwanakomana waEnoshi,mwanakomana waSeti,mwanakomana waAdhamu,mwanakomana waMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 3