Ipapo vamwe varwi vakamubvunza vakati, “Tinofanira kuita seiko?”Iye akati, “Musatorera vanhu mari nechisimba uye musapomera vanhu nhema, mugutsikane nomubayiro wenyu.”