Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 21:16-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Muchapandukirwa kunyange navabereki venyu, vanun'una, hama neshamwari, uye vachauraya vamwe venyu.

17. Vanhu vose vachakuvengai nokuda kwangu.

18. Asi hapana bvudzi romusoro wenyu richaparara.

19. Nokutsungirira kwenyu, muchawana upenyu.

20. “Pamunoona Jerusarema rakombwa nehondo, muchaziva kuti kuparadzwa kwaro kwava pedyo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 21