Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 19:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati asvika panzvimbo iyoyo, akatarisa kumusoro ndokuti kwaari, “Zakeo, buruka nokukurumidza. Ndinofanira kundogara mumba mako nhasi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 19

Maonero Ruka 19:5 akapoteredza