Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 19:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Akandogadzwa kuti ave mambo, kunyange zvakadaro, akadzoka kumusha. Ipapo akatuma shoko kuvaranda vaakanga apa mari, achida kuziva zvavakanga vawana nayo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 19

Maonero Ruka 19:15 akapoteredza