Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 19:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Jesu akapinda muJeriko uye akanga achipfuura nomo.

2. Maiva nomurume ainzi Zakeo; akanga ari mukuru wavateresi uye akanga akapfuma kwazvo.

3. Akauya achida kuona Jesu kuti ndiani, asi nokuda kwokuti akanga ari munhu mupfupi, akatadza kuona nokuda kwavanhu vazhinji.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 19