Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 18:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vadzidzi hapana chavakanzwisisa pachinhu ichi. Zvairehwa zvacho zvakanga zvakavanzika kwavari, uye havana kuziva zvaakanga achitaura pamusoro pazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 18

Maonero Ruka 18:34 akapoteredza