Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 18:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ipapo Jesu akaudza vadzidzi vake mufananidzo wokuvaratidza kuti vaifanira kunyengetera nguva dzose vasingaori mwoyo.

2. Akati, “Mune rimwe guta maiva nomutongi akanga asingatyi Mwari uye asina hanya navanhu.

3. Uye muguta imomo maiva nechirikadzi yakaramba ichiuya kwaari nechikumbiro ichiti, ‘Ndiruramisireiwo kumuvengi wangu.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 18