Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 17:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Jesu akati kuvadzidzi vake, “Zvinhu zvinoita kuti vanhu vatadze zvinototi zviuye, asi ane nhamo munhu uyo anouya nazvo.

2. Zvaiva nani kwaari kuti guyo risungirirwe pamutsipa wake agokandwa mugungwa pano kuti atadzise mumwe wavaduku ava.

3. Saka zvingwarirei.“Kana hama yako ichitadza, itsiure, uye kana akatendeuka, umuregerere.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 17